Genesis 14:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakatora ʋo Roti, mŋanakomana womunuŋuna waAbrama wakaŋga agere paSodoma, nefuma yake, ʋakaenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatorawo Roti mwanakomana womunun'una waAbhurama nepfuma yake, sezvo akanga achigara muSodhomu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange Roti uya, mwanakomana womunun'una waAbhuramu akanga agere kuSodhomu vakamutapawo, vakapambawo upfumi hwake, vakaenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakatorawo Roti, mwanakomana womun'una waAbhuramu wakanga agere paSodhomu, nepfuma yake, vakaenda.
Shona 2009?
Vakatorawo Roti, mwanakomana womunun'una waAbhuramu wakanga agere paSodhomu, nefuma yake, vakaenda.
Shona SUB 2002 Bible
Vakatorawo Roti, mwanakomana womunun'una waAbhuramu wakanga agere paSodhoma, nepfuma yake, vakaenda.