Genesis 14:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akakamura ʋarwi ʋake ʋusiku, iye naʋaranda ʋake, akaʋakunda, akaʋateʋerera kuȿikira paHoba, riri kurudyi rweDamasiko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhurama akapatsanura vanhu vake panguva dzousiku kuti vandovarwisa, uye vakavakunda, vakavatevera kusvikira paHobhabhi, kumusoro kweDhamasiko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhuramu akakamura varwi vake akavarwisa nousiku akavakunda, akavadzingirira kusvika kuHobha kuchamhembe kweDhamasikusi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akakamura varwi vake usiku, iye navaranda vake, akavakunda, akavateverera kusvikira paHobha, riri kurudyi rweDhamasiko.
Shona 2009?
akakamura varwi vake usiku, iye navaranda vake, akavaku­nda, akavateverera kusvikira paHobha, riri kurudyi rweDhamasiko.
Shona SUB 2002 Bible
akakamura varwi vake usiku, iye navaranda vake, akavakunda, akavateverera kusvikira paHobha, riri kurudyi rweDhamasikosi.