Genesis 14:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akadzosa fuma yose, akadzosa ʋo Roti, hama yake, nefuma yake, naʋakadzi ʋo naʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akadzosa zvinhu zvose uye akadzosawo hama yake Roti nepfuma yake, pamwe chete navakadzi navamwe vanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadzoka nezvinhu zvose zvakanga zvapambwa, akadzokawo nehama yake Roti nezvinhu zvake, navakadzi navamwe vanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akadzosa pfuma yose, akadzosawo Roti, hama yake, nepfuma yake, navakadziwo navanhu.
Shona 2009?
Akadzosa fuma yose, akadzosawo Roti, hama yake, nefuma yake, navakadziwo nava­nhu.
Shona SUB 2002 Bible
Akadzosa pfuma yose, akadzosawo Roti, hama yake, nepfuma yake, navakadziwo navanhu.