Genesis 14:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo weSodoma akati kunaAbrama: Ndipe ʋanhu, iwe utore hako fuma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weSodhomu akati kuna Abhurama, “Ndipe vanhu uzvichengetere hako pfuma.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo weSodhomu akati kuna Abhuramu, “Pane zvawadzoka nazvo, ndipe vanhu utore zvako upfumi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo weSodhomu akati kuna Abhuramu, “Ndipe vanhu, iwe utore hako pfuma.”
Shona 2009?
Zvino mambo weSodhomu akati kuna Abhuramu, "Ndipe vanhu, iwe utore hako fuma. "
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo weSodhomu akati kuna Abhuramu, “Ndipe vanhu, iwe utore hako pfuma.”