Genesis 14:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrama akati kunamambo weSodoma: Ndakasimudzira ruʋoko rwaŋgu kunaJehova, Mŋari woKuɗeŋga‐ɗeŋga, muridzi wokuɗeŋga napasi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Abhurama akati kuna mambo weSodhomu, “Ndakasimudzira ruoko rwangu kuna Jehovha, Mwari Wokumusoro-soro, Musiki wedenga napasi, uye ndakaita mhiko
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Abhuramu akapindura mambo weSodhomu achiti, “Ndakapika naTenzi Mwari Wokumusorosoro
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhuramu akati kuna mambo weSodhomu, “Ndakasimudzira ruoko rwangu kuna Jehovha, Mwari woKudenga-denga, muridzi wokudenga napasi,
Shona 2009?
Abhuramu akati kuna mambo weSodhomu, "Ndakasimudzira ruoko rwa­ngu kuna Jehovha, Mwari woKudenga­denga, muridzi wokudenga napasi,
Shona SUB 2002 Bible
Abhuramu akati kuna mambo weSodhomu, “Ndakasimudzira ruoko rwangu kuna Jehovha, Mwari woKudengadenga, muridzi wokudenga napasi,