Genesis 14:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti handiŋgatori rucinda kana rukanda rweshaŋgu, kana cinhu cimŋe ceɀinhu ɀenyu, kuti murege kuzoti: Ndini ndakafumisa Abrama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti handizogamuchiri chinhu chako, kunyange rushinda kana rukanda rweshangu, kuti urege kuzoti, ‘Ndakapfumisa Abhurama.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndichiti, ‘Pazvinhu zvenyu zvose handidi kutora kana chinhu zvacho, kunyange kashinda kana tambo zvayo yeshangu kuti murege kuzondikonora muchiti, ndini ndakatopfumisa Abhuramu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti handingatori rushinda kana rukanda rweshangu, kana chinhu chimwe chezvinhu zvenyu, kuti murege kuzoti, ‘Ndini ndakapfumisa Abhuramu’,
Shona 2009?
kuti handingatori rushinda kana rukanda rweshangu, kana chinhu chimwe chezvinhu zvenyu, kuti murege kuzoti, `Ndini ndakafumisa Abhuramu',
Shona SUB 2002 Bible
kuti handingatori rushinda kana rukanda rweshangu, kana chinhu chimwe chezvinhu zvenyu, kuti murege kuzoti, ‘Ndini ndakapfumisa Abhuramu,’