Genesis 14:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ini handiɗi haŋgu, asi ɀakadyiwa namajaya cete, nomugoʋe waʋanhu ʋakaenda neni, ʋanaAneri, naEshkori, naMamre, ŋgaʋatore migoʋe yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina chinhu chandinogamuchira kunze kwezvakadyiwa navanhu vangu uye mugove wavanhu vakaenda neni, Aneri, Shikori naMamure. Ngavatore mugove wavo ivavo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini pachangu handidi chinhu. Zvakadyiwa navarwi vangu pamwechete nomugove unopiwa vanhu vandakaenda navo, ndizvo zvanguwo zvandinowana. Asi regai Aneru naEshikoru naMamure vatore mugove wavo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ini handidi hangu, asi zvakadyiwa namajaya chete, nomugove wavanhu vakaenda neni, vanaAneri, naEshikori, naMamure, ngavatore migove yavo.”
Shona 2009?
ini handidi hangu, asi zvakadyiwa namajaya chete, nomugove wavanhu vakaenda neni, vanaAneri, naEshikori, naMamure, ngavatore migove yavo."
Shona SUB 2002 Bible
ini handidi hangu, asi zvakadyiwa namajaya chete, nomugove wavanhu vakaenda neni, vanaAneri, naEshikori, naMamure, ngavatore migove yavo.”