Genesis 14:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakadzoka, ʋakaȿika Enimishpati (rinonzi ʋo Kadeshi), ʋakakunda nyika yose yaʋaAmareki, naʋaAmori, ʋakaŋga ʋagere paHazazonitamari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakadzokera vakaenda kuEni Mishipati (ndiro Kadheshi), uye vakakunda nyika yose yavaAmareki, pamwe chete navaAmori vakanga vachigara muHazazoni Tamari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazodzoka vakaenda kuEnimishipati (kana kuti kuKadheshi), vakakurira nyika yose yavaAmereki navaAmori vakanga vagere Hazazonitamari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakadzoka, vakasvika Enimishipati (rinonziwo Kadheshi), vakakunda nyika yose yavaAmareki, navaAmori, vakanga vagere paHazazoni-tamari.
Shona 2009?
Vakadzoka, vakasvika Enimishipati (rinonziwo Kadheshi), vakakunda nyika yose yavaAmareki, navaAmori, vakanga vagere paHazazoni-tamari.
Shona SUB 2002 Bible
Vakadzoka, vakasvika Enimishipati (rinonziwo Kadheshi), vakakunda nyika yose yavaAmareki, navaAmori, vakanga vagere paHazazoni–tamari.
Recommended Reading