Genesis 15:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino zuʋa rakati roʋira, Abrama ndokuɓatwa nehope huru; akawirwa nokutya kwakabva parima guru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zuva parakanga rovira, Abhurama akabatwa nehope huru, uye rima guru rinotyisa rakauya pamusoro pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti zuva rodoka, Abhuramu akabatwa nehope akakotsira hope dzorufu, akaputirwa nezarima guru raityisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino zuva rakati rovira, Abhuramu ndokubatwa nehope huru; akawirwa nokutya kwakabva parima guru.
Shona 2009?
Zvino zuva rakati rovira, Abhuramu ndokubatwa nehope huru; akawirwa nokutya kwakabva parima guru.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino zuva rakati rovira, Abhuramu ndokubatwa nehope huru; akawirwa nokutya kwakabva parima guru.