Genesis 15:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ini ndicatoŋga rudzi urwo rwaʋacashumira; pashure ʋacaɓuda’po nefuma zhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndicharanga rudzi rwavachashandira senhapwa, uye shure kwaizvozvo vachabuda vaine pfuma zhinji kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ini ndicharanga rudzi irworwo runenge ruchivaita varanda. Vana vako vachazobva ikoko vaine upfumi uzhinji.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi ini ndichatonga rudzi urwo rwavachashumira, pashure vachabudapo nepfuma zhinji.
Shona 2009?
asi ini ndichatonga rudzi urwo rwavachashumira, pashure vachabudapo nefuma zhinji.
Shona SUB 2002 Bible
asi ini ndichatonga rudzi urwo rwavachashumira, pashure vachabudapo nepfuma zhinji.