Genesis 15:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrama akati: Tarirai, hamuna‐kundipa mŋana; ɀino uyo wakaponerwa mumba maŋgu ndiye ucaʋa mudyi wenhaka yaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Abhurama akati, “Hamuna kundipa vana; saka muranda ari mumba mangu ndiye achava mudyi wenhaka yangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhuramu akatizve, “Tarisai muoneka kuti hamuna kundipa mwana. Saka muranda akaberekerwa mumusha mangu ndiye achatodya nhaka yangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhuramu akati, “Tarirai, hamuna kundipa mwana; zvino uyo wakaponerwa mumba mangu ndiye achava mudyi wenhaka yangu.”
Shona 2009?
Abhuramu akati, "Tarirai, hamuna ku­ndipa mwana; zvino uyo wakaponerwa mumba mangu ndiye achava mudyi we­nhaka yangu."
Shona SUB 2002 Bible
Abhuramu akati, “Tarirai, hamuna kundipa mwana; zvino uyo wakaponerwa mumba mangu ndiye achava mudyi wenhaka yangu.”