Genesis 15:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo shoko raJehova rakaȿika kwaari, rikati: Uyu haaŋgaʋi mudyi wenhaka yako; asi uyo, ucaɓuɗa paʋura bgako, ndiye ucaʋa mudyi wenhaka yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwaari richiti, “Murume uyu haangavi mudyi wenhaka yako, asi mwanakomana anobva mumuviri wako ndiye achava mudyi wenhaka yako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo akanzwa izwi raTenzi richiti, “Munhu wauri kutaura uyu haasi iye achadya nhaka yako. Mwana wako chaiye wokubereka ndiye achadya nhaka yako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwaari rikati, “Uyu haangavi mudyi wenhaka yako; asi uyo, achabuda paura hwako, ndiye achava mudyi wenhaka yako.”
Shona 2009?
Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwaari rikati, "Uyu haangavi mudyi we­nhaka yako; asi uyo, achabuda paura hwako, ndiye achava mudyi wenhaka yako."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwaari rikati, “Uyu haangavi mudyi wenhaka yako; asi uyo, achabuda paura hwako, ndiye achava mudyi wenhaka yako.”