Genesis 15:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akamuɓuɗisa panze, akati: Ɀino tarira kuɗeŋga, uʋereŋge nyeredzi, kana ucigona kudziʋereŋga. Akati kwaari: Ndiɀo ɀicaita ʋana ʋako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akamutora akamubudisa panze akati, “Tarisa kumusoro kumatenga uye uverenge nyeredzi uone zvirokwazvo kana ukakwanisa kudziverenga.” Ipapo akati kwaari, “Ndizvo zvichaita vana vako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akabuda naye panze akati, “Tarisa kudenga uverenge nyenyedzi kana uchikwanisa kudziverenga.” Ndokuti, “Ndiko kuwanda kuchaita vana vako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akamubudisa panze akati, “Zvino tarira kudenga, uverenge nyeredzi, kana uchigona kudziverenga.” Akati kwaari, “Ndizvo zvichaita vana vako.”
Shona 2009?
Akamubudisa panze akati, "Zvino tarira kudenga, uverenge nyeredzi, kana uchigona kudziverenga." Akati kwaari, "Ndizvo zvichaita vana vako."
Shona SUB 2002 Bible
Akamubudisa panze akati, “Zvino tarira kudenga, uverenge nyenyedzi, kana uchigona kudziverenga.” Akati kwaari, “Ndizvo zvichaita vana vako.”