Genesis 15:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Ishe Jehova, ndicaziʋa seiko kuti icaʋa nhaka yaŋgu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Abhurama akati, “Haiwa Ishe Jehovha, ndingaziva seiko kuti ndichaitora?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhuramu akati, “Nhai Mwari Tenzi, ndichaziva sei kuti ichazova yangu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Ishe Jehovha, ndichaziva seiko kuti ichava nhaka yangu?”
Shona 2009?
Iye akati, "Ishe Jehovha, ndichaziva seiko kuti ichava nhaka yangu?"
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Ishe Jehovha, ndichaziva seiko kuti ichava nhaka yangu?”