Genesis 16:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutumŋa waJehova akati kwaari: Ndicawandisa ʋana ʋako, ʋarege kuʋereŋgwa nokuwanda kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa akatizve, “Ndichawandisa zvizvarwa zvako zvokuti havangaverengeki.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa waTenzi akamuti, “Ndichaitawo kuti vana vako vawande chaizvo zvokuti havangaverengeki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mutumwa waJehovha akati kwaari, “Ndichawandisa vana vako, varege kuverengwa nokuwanda kwavo.”
Shona 2009?
Mutumwa waJehovha akati kwaari, "Ndichawandisa vana vako, varege kuverengwa nokuwanda kwavo."
Shona SUB 2002 Bible
Mutumwa waJehovha akati kwaari, “Ndichawandisa vana vako, varege kuverengwa nokuwanda kwavo.”