Genesis 16:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hagari akaɓerekera Abrama mŋanakomana; Abrama akatumidza mŋanakomana wake, wakaɓerekwa naHagari, zita rinonzi Ishmaeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Hagari akaberekera Abhurama mwanakomana, uye Abhurama akapa zita rokuti Ishumaeri kumwanakomana waakanga abereka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hagari akazoberekera Abhuramu mwana mukomana. Abhuramu akatumidza mwana wake zita rokuti Ishimaeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hagari akaberekera Abhuramu mwanakomana; Abhuramu akatumidza mwanakomana wake, wakaberekwa naHagari, zita rinonzi Ishimaeri.
Shona 2009?
Hagari akaberekera Abhuramu mwanakomana; Abhuramu akatumidza mwanakomana wake, wakaberekwa naHagari, zita rinonzi Ishimaeri.
Shona SUB 2002 Bible
Hagari akaberekera Abhuramu mwanakomana; Abhuramu akatumidza mwanakomana wake, wakaberekwa naHagari, zita rinonzi Ishimaeri.