Genesis 16:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sarai, mukadzi waAbrama, wakatora Hagari, muEgipita, murandakadzi wake, — Abrama ɀino wakaŋga agara makore anegumi panyika yeKanani, — akamupa Abrama, murume wake, kuti aʋe mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka shure kwokugara kwaAbhurama kwamakore gumi muKenani, Sarai mukadzi wake akatora Hagari murandakadzi wake wechiIjipita akamupa kumurume wake kuti ave mukadzi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka Abhuramu apedza makore gumi ari munyika yeKanani, Sarai mudzimai waAbhuramu akatora Hagari muranda wake wechiIjipiti akamupa kuna Abhuramu kuti ave mukadzi wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sarai mukadzi waAbhuramu, wakatora Hagari muIjipiti, murandakadzi wake; Abhuramu zvino wakanga agara makore ane gumi panyika yeKenani akamupa Abhuramu, murume wake, kuti ave mukadzi wake.
Shona 2009?
Zvino Sarai mukadzi waAbhu­ramu, wakatora Hagari muljipiti, mura­ndakadzi wake; Abhuramu zvino waka­nga agara makore ane gumi panyika yeKenani akamupa Abhuramu, murume wake, kuti ave mukadzi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sarai mukadzi waAbhuramu, wakatora Hagari muIjipiti, murandakadzi wake; Abhuramu zvino wakanga agara makore ane gumi panyika yeKenani akamupa Abhuramu, murume wake, kuti ave mukadzi wake.