Genesis 16:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapinda kunaHagari, iye akatora mimba; ɀino wakati oʋona kuti waʋa nemimba, akashoʋora ʋatenzi ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavata naHagari uye Hagari akabata pamuviri. Paakaziva kuti akanga ava napamuviri, akatanga kuzvidza tenzikadzi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhuramu akapinda mumba naHagari akabva aita pamuviri. Kuzoti Hagari aona kuti ava napamuviri akatanga kushora Sarai, tenzikadzi wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapinda kuna Hagari, iye akatora mimba; zvino wakati aona kuti wava nemimba, akashora vatenzi vake.
Shona 2009?
Akapinda kuna Hagari, iye akatora mimba; zvino wakati aona kuti wava nemimba, akashora vatenzi vake.
Shona SUB 2002 Bible
Akapinda kuna Hagari, iye akatora mimba; zvino wakati aona kuti wava nemimba, akashora vatenzi vake.