Genesis 16:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Sarai akati kunaAbrama: Kukaŋganiswa kwaŋgu ŋgakuʋe pamsoro pako; ndini ndakapa murandakadzi waŋgu pacifuʋa cako; ɀino iye wakati oʋona kuti waʋa nemimba, akandishoʋora; Jehova ŋgaatoŋge pakati paŋgu newe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Sarai akati kuna Abhurama, “Ndiwe waita kuti nditambudzike. Ndakaisa murandakadzi wangu mumaoko ako, uye zvino, ava kuziva kuti ava napamuviri, ava kundizvidza. Mwari ngaatonge pakati pangu newe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sarai akanyunyutira Abhuramu vachiti, “Kutadzirwa kwose kwandiri kuitwa imhosva yako. Ndakakupa muranda wangu kuti ave murongo wako. Zvino zvaaona kuti ava napamuviri ava kundishora. Panyaya yangu iyoyi newe, Tenzi ngaakuone.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sarai akati kuna Abhuramu, “Kukanganiswa kwangu ngakuve pamusoro pako; ndini ndakapa murandakadzi wangu pachipfuva chako, zvino iye wakati aona kuti wava nemimba, akandishora; Jehovha ngaatonge pakati pangu newe.”
Shona 2009?
Ipapo Sarai akati kuna Abhuramu, "Kukanganiswa kwangu ngakuve pamu­soro pako; ndini ndakapa murandakadzi wangu pachipfuva chako, zvino iye wakati aona kuti wava nemimba, akandishora; Jehovha ngaatonge pakati pangu newe."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Sarai akati kuna Abhuramu, “Kukanganiswa kwangu ngakuve pamusoro pako; ndini ndakapa murandakadzi wangu pachipfuva chako, zvino iye wakati aona kuti wava nemimba, akandishora; Jehovha ngaatonge pakati pangu newe.”