Genesis 16:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutumŋa waJehova akamuwana patsime remvura musaŋgo, patsime riri panzira inoenda Shuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa waJehovha akawana Hagari ari pedyo netsime raiva murenje; rakanga riri tsime rakanga riri parutivi pomugwagwa unoenda kuShuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa waTenzi akawana Hagari ari pachisipiti chemvura chaiva murenje chokunzira inoenda Shuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mutumwa waJehovha akamuwana patsime remvura musango, patsime riri panzira inoenda Shuri.
Shona 2009?
Mutumwa waJehovha akamuwana patsime remvura musango, patsime riri panzira inoenda Shuri.
Shona SUB 2002 Bible
Mutumwa waJehovha akamuwana patsime remvura musango, patsime riri panzira inoenda Shuri.