Genesis 16:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Nhandi Hagari, murandakadzi waSarai, wabvepiko? Unoendepiko — Iye akati: Ndinotiza ʋatenzi ʋaŋgu Sarai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akati, “Hagari, murandakadzi waSarai, wabvepiko, uye uri kuendepiko?” Iye akati, “Ndiri kutiza kubva kuna tenzikadzi wangu Sarai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa akati, “Nhai Hagari, muranda waSarai, uri kubva kupiko? Ko uri kuenda kupi?” Hagari akati, “Ndiri kutiza tenzikadzi wangu, Sarai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Nhai Hagari, murandakadzi waSarai, wabvepiko? Unoendepiko?” Iye akati, “Ndinotiza vatenzi vangu Sarai.”
Shona 2009?
Akati, "Nhai Hagari, murandakadzi waSarai, wabve­piko? Unoendepiko?" Iye akati, "Ndino­tiza vatenzi vangu Sarai."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Nhai Hagari, murandakadzi waSarai, wabvepiko? Unoendepiko?” Iye akati, “Ndinotiza vatenzi vangu Sarai.”