Genesis 16:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutumŋa waJehova akati kwaari: Dzokera kuʋatenzi ʋako, uɀiɗukupise pasi pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mutumwa waJehovha akati kwaari, “Dzokera kuna tenzikadzi wako undozvininipisa pasi pake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa waTenzi akamuti, “Chidzokera kuna vatenzi vako, undozvirereka kwavari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mutumwa waJehovha akati kwaari, “Dzokera kuna vatenzi vako, uzvidukupise pasi pake.”
Shona 2009?
Mutumwa waJehovha akati kwaari, "Dzokera kuna vatenzi vako, uzviduku­pise pasi pake."
Shona SUB 2002 Bible
Mutumwa waJehovha akati kwaari, “Dzokera kuna vatenzi vako, uzvidukupise pasi pake.”