Genesis 17:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mudziŋgiswe panyama yecikanda cenyu capamberi, kuti ciʋe ciratidzo cesuŋgano iri pakati paŋgu nemi
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munofanira kudzingiswa, uye ichi chichava chiratidzo chesungano pakati pangu newe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munofanira kudzingiswa. Kudzingiswa ikoku ndiko kuchava chiratidzo chechitenderano changu nemi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mudzingiswe panyama yechikanda chenyu chapamberi, kuti chive chiratidzo chesungano iri pakati pangu nemi.
Shona 2009?
Mudzingiswe panyama yechikanda chenyu chapamberi, kuti chive chiratidzo chesungano iri pakati pangu nemi.
Shona SUB 2002 Bible
Mudzingiswe panyama yechikanda chenyu chepamberi, kuti chive chiratidzo chesungano iri pakati pangu nemi.