Genesis 17:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhurume usina‐kudziŋgiswa, usina‐kudziŋgiswa panyama yecikanda cake capamberi, munhu wakaɗai unofanira kubviswa pakati porudzi rwake; wakaputsa suŋgano yaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhurume upi zvake, asina kudzingiswa panyama, achabviswa pavanhu vokwake; aputsa sungano yangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhurume wose anenge asina kudzingiswa, upenyu hwake nevokwake ngahugurwe nokuti atyora chitenderano changu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhurume asina kudzingiswa, asina kudzingiswa panyama yechikanda chake chapamberi, munhu akadai anofanira kubviswa pakati porudzi rwake, akaputsa sungano yangu.”
Shona 2009?
Munhurume asina kudzingiswa, asina kudzingiswa panyama yechikanda chake chapamberi, munhu akadai anofanira kubviswa pakati porudzi rwake, akaputsa sungano yangu."
Shona SUB 2002 Bible
Munhurume asina kudzingiswa, asina kudzingiswa panyama yechikanda chake chepamberi, munhu akadai anofanira kubviswa pakati porudzi rwake, akaputsa sungano yangu.”