Genesis 17:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrahama akati kunaMŋari: Ƌai Ishmaeri acirarama hake pamberi penyu!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Abhurahama akati kuna Mwari, “Dai hazvo Ishumaeri agara hake pamaropafadzo enyu!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akati kuna Mwari, “Madii zvenyu kuchengetera Ishimaeri nhaka iyoyi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhurahamu akati kuna Mwari, “Dai Ishimaeri achirarama hake pamberi penyu!”
Shona 2009?
Abhurahamu akati kuna Mwari, "Dai Ishimaeri achirarama hake pamberi penyu! "
Shona SUB 2002 Bible
Abhurahamu akati kuna Mwari, “Dai Ishimaeri achirarama hake pamberi penyu!”