Genesis 17:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaita suŋgano yaŋgu pakati paŋgu newe, ndicakuwanza kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichasimbisa sungano yangu pakati pangu newe uye ndichakukurisa kwazvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita chitenderano changu newe, ndichaitawo kuti uve nezvizvarwa zvakawanda kwazvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaita sungano yangu pakati pangu newe, ndichakuwanza kwazvo.”
Shona 2009?
Ndichaita sungano yangu pakati pangu newe, ndichakuwanza kwazvo."
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaita sungano yangu pakati pangu newe, ndichakuwanza kwazvo.”