Genesis 17:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ari Ishmaeri, ndakunzwa ʋo; tarira, ndamuropafadza, ndicamuɓerekesa ʋana ʋazhinji, nokumuwanzisa kwaɀo; ucaɓereka madzishe anegumi namaʋiri, ndicamuita rudzi rukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana ari Ishumaeri, ndakanzwa: Ndichamuropfadza zvirokwazvo, ndichamuita kuti ave navana vazhinji uye ndichaita kuti vawande kwazvo. Achava baba vavatongi gumi navaviri, uye ndichamuita rudzi rukuru.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana zviri zvaIshimaeri, zvawataura ndazvinzwa. Chiteerera unzwe, ndichamukomborera ndichimupa vana vakawanda. Achava tateguru wamadzishe gumi namaviri uye ndichamuita rudzi rukuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ari Ishimaeri, ndakunzwawo; tarira, ndamuropafadza, ndichamuberekesa vana vazhinji, nokumuwanzisa kwazvo; achabereka madzishe ane gumi namaviri, ndichamuita rudzi rukuru.
Shona 2009?
Kana ari Ishimaeri, ndakunzwawo; tarira, ndamuropafadza, ndichamuberekesa vana vazhinji, nokumuwanzisa kwazvo; achabereka madzishe ane gumi namaviri, ndichamuita rudzi rukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ari Ishimaeri, ndakunzwawo; tarira, ndamuropafadza, ndichamuberekesa vana vazhinji, nokumuwanzisa kwazvo; achabereka madzishe ane gumi namaviri, ndichamuita rudzi rukuru.