Genesis 17:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrahama wakaŋga anamakore anamakumi mapfumbamŋe nan apfumbamŋe musi wokudziŋgiswa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhurahama akanga ava namakore makumi mapfumbamwe namapfumbamwe okuberekwa paakadzingiswa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akanga ava namakumi mapfumbamwe amakore ana makore mapfumbamwe paakadzingiswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhurahamu wakanga ana makore ana makumi mapfumbamwe namapfumbamwe musi wokudzingiswa kwake.
Shona 2009?
Abhurahamu wakanga ana makore ana makumi mapfumbamwe namapfumbamwe musi wokudzingiswa kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Abhurahamu wakanga ana makore ana makumi mapfumbamwe namapfumbamwe musi wokudzingiswa kwake.