Genesis 17:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishmaeri, mŋanakomana wake, wakaŋga anamakore anegumi namatatu musi wokudziŋgiswa kwake
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Ishumaeri mwanakomana wake akanga ava namakore gumi namatatu okuberekwa;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ishimaeri mwana wake mukomana akanga ava namakore gumi namatatu paakadzingiswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishimaeri, mwanakomana wake, wakanga ana makore ane gumi namatatu musi wokudzingiswa kwake.
Shona 2009?
lshimaeri, mwanakomana wake, wakanga ana makore ane gumi namatatu musi wokudzingiswa kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Ishimaeri, mwanakomana wake, wakanga ana makore ane gumi namatatu musi wokudzingiswa kwake.