Genesis 17:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Abrama akawira pasi neciso cake, Mŋari akataura naye, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhurama akawira pasi nechiso chake, uye Mwari akati kwaari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhuramu akati pasi gwadagwa akatyora uso, Mwari ndokuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Abhuramu akawira pasi nechiso chake, Mwari akataura naye, akati,
Shona 2009?
Ipapo Abhuramu akawira pasi nechiso chake, Mwari aka­taura naye, akati,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Abhuramu akawira pasi nechiso chake, Mwari akataura naye akati,