Genesis 17:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndica kuɓerekesa ʋana ʋazhinji‐zhinji; ndicakuita ndudzi, namadzimambo acabva kwauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakuita kuti uve navana vazhinji; ndichaita ndudzi kubva mauri, uye madzimambo achabva pauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndichakupa vana vakawanda, mauri muchabva ndudzi dzakawanda, uye muchabudawo madzimambo mazhinji.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichakuberekesa vana vazhinji-zhinji; ndichakuita ndudzi, namadzimambo achabva kwauri.
Shona 2009?
Ndichakubere­kesa vana vazhinji-zhinji; ndichakuita ndudzi, namadzimambo achabva kwauri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichakuitai kuti muberekane muwande zvikuru; ndichakuita ndudzi, namadzimambo achabva kwauri.