Genesis 17:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicasimbisa suŋgano yaŋgu pakati paŋgu newe, naʋana ʋako ʋanokuteʋera pamarudzi aʋo ose, kuti iʋe suŋgano isiŋgaperi; ndicaʋa Mŋari wako nowaʋana ʋako ʋanokuteʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichasimbisa sungano yangu sesungano isingaperi pakati pangu newe uye nezvizvarwa zvako zvinotevera kumarudzi achauya, kuti ndive Mwari wako naMwari wezvizvarwa zvako zvinotevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndichaita chitenderano changu newe chichagara nokusingaperi chinosvikira kuvana vako pazvizvarwa zvavo zvose zvichauya chokuti ndichava Mwari wako nowavana vako vachauya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichasimbisa sungano yangu pakati pangu newe, navana vako vanokutevera pamarudzi avo ose, kuti ive sungano isingaperi; ndichava Mwari wako Noavana vako vanokutevera.
Shona 2009?
"Ndichasimbisa sungano yangu pa­kati pangu newe, navana vako vanokute­vera pamarudzi avo ose, kuti ive sungano isingaperi; ndichava Mwari wako nowa­vana vako vanokutevera.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichasimbisa sungano yangu pakati pangu newe, navana vako vanokutevera pamarudzi avo ose, kuti ive sungano isingaperi; ndichava Mwari wako nevevana vako vanokutevera.