Genesis 18:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova wakaɀiratidza kwaari pamiti yemiouki yeMamre, agere pamukoʋa wetente masikati zuʋa ricipisa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akazviratidza kuna Abhurahama pedyo nemiti mikuru yeMamure panguva yaakanga agere pamukova wokupinda patende rake masikati zuva richipisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akazviratidza kuna Abhurahamu ari pamiti yemioku yokwaMamure agere pamusuo wetendhe rake masikati zuva richipisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha wakazviratidza kwaari pamiti yemiouki yeMamure, agere pamusuo wetende masikati zuva richipisa;
Shona 2009?
Zvino Jehovha wakazviratidza kwaari pamiti yemiouki yeMa­mure, agere pamusuo wetende masikati zuva richipisa;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akazviratidza kwaari pamiti yemiouki yeMamure, agere pamusuwo wetende masikati zuva richipisa;