Genesis 18:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunecinhu ciŋgakunda Jehova here? Ŋguʋa ino, gore rapfuʋura, ndicadzokera kwauri; Sara ucaʋa nomŋanakomana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pane chinhu chakaoma kuna Jehovha here? Ndichadzokazve kwauri gore rinouya senguva dzakatarwa uye Sara achava nomwanakomana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane chinhu chingaomere Tenzi here? Saka gore rinouya panguva ino yepfumvudza ndichakushanyirazve, Sara achange ava nomwana mukomana.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kune chinhu chingakunda Jehovha here? Nguva ino, gore rapfuura, ndichadzokera kwauri; Sara achava nomwanakomana.”
Shona 2009?
Kune chi­nhu chingakunda Jehovha here? Nguva ino, gore rapfuura, ndichadzokera kwauri; Sara achava nomwanakomana."
Shona SUB 2002 Bible
Kune chinhu chingakunda Jehovha here? Nguva ino, gore rapfuura, ndichadzokera kwauri; Sara achava nomwanakomana.”