Genesis 18:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Sara wakaramba, aciti: Handina‐kuseka; nokuti wakaŋga acitya. Iye akati: Kwete, waseka hako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sara akatya, saka akareva nhema akati, “Handina kuseka.” Asi iye akati, “Hongu, waseka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Sara akaramba akati, “Handina kuseka ini,” nokuti akanga ava kutya. Mwari akati, “Aiwa, waseka iwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Sara akaramba achiti, “Handina kuseka,” nokuti akanga achitya. Iye akati, “Kwete waseka hako.”
Shona 2009?
Asi Sara akaramba achiti, "Handina kuseka," nokuti akanga achitya. Iye akati, "Kwete waseka hako."
Shona SUB 2002 Bible
Asi Sara akaramba achiti, “Handina kuseka,” nokuti akanga achitya. Iye akati, “Kwete waseka hako.”