Genesis 18:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndakamutsaura, kuti araire ʋana ʋake naʋeimba yake ʋanomuteʋera, kuti ʋaceŋgete nzira yaJehova, ʋaite ɀakarurama neɀakanaka; kuti Jehova aʋuyise pamsoro paAbrahama iɀo ɀaakataura pamsoro pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndakamusarudza kuti agotungamirira vana vake neveimba yake kuti vachengete nzira yaJehovha nokuita zvakanaka nezvakarurama, kuitira kuti Jehovha agouyisa pamusoro paAbhurahama zvaakamuvimbisa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwete. Handingamuvanzire nokuti ndakamusarudza ndichiti arayire vana vake nemhuri yake ichauya, kuti vatevere ini Tenzi vachiita zvakarurama nokuitirawo vamwe zvakarurama nezvine ruenzaniso kuti ndiwane mazadzikisiro ezvandakapika kuna iye Abhurahamu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndakamutsaura, kuti araire vana vake naveimba yake vanomutevera, kuti vachengete nzira yaJehovha, vaite zvakarurama nezvakanaka; kuti Jehovha auyise pamusoro paAbhurahamu izvo zvaakataura pamusoro pake.”
Shona 2009?
Nokuti nda­kamutsaura, kuti araire vana vake navei­mba yake vanomutevera, kuti vache­ngete nzira yaJehovha, vaite zvakarurama nezvakanaka; kuti Jehovha auyise pamusoro paAbhurahamu izvo zvaakataura pamusoro pake."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndakamutsaura, kuti araire vana vake naveimba yake vanomutevera, kuti vachengete nzira yaJehovha, vaite zvakarurama nezvakanaka; kuti Jehovha auyise pamusoro paAbhurahamu izvo zvaakataura pamusoro pake.”