Genesis 18:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicaɓuruka ɀino kuti ndiʋone iɀo ɀaʋaita, kana ɀakafanana nokuɗanidzira kwaʋo kwakaȿika kwandiri; kana ɀisina‐kuɗaro, ndicaɀiziʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvokuti ndichaburuka kuti ndinoona kana zvavakaita zvakanyanya kuipa sokuchema kwakasvika kwandiri. Kana zvisina kudaro, ndichazviziva.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ndiri kudzikako kundoona kana kuchema kuri kusvika munzeve dzangu kuri kukonzerwa zvechokwadi nezviito zvavo, kana zvisizvo ndigoziva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichaburuka zvino kuti ndione izvo zvavaita, kana zvakafanana nokudanidzira kwavo kwakasvika kwandiri; kana zvisina kudaro, ndichazviziva.”
Shona 2009?
ndichaburuka zvino kuti ndione izvo zvavaita, kana zvakafanana nokudanidzira kwavo kwakasvika kwandiri; kana zvisina kudaro, ndichazviziva."
Shona SUB 2002 Bible
ndichaburuka zvino kuti ndione izvo zvavaita, kana zvakafanana nokunyangadza kwavo kwakasvika kwandiri; kana zvisina kudaro, ndichazviziva.”