Genesis 18:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Abrahama wakasweɗera, akati: Mucaparadza ʋakarurama pamŋe cete naʋakaipa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Abhurahama akaswedera kwaari akati, “Ko, muchaparadza vakarurama pamwe chete navakaipa here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akaswedera pana Tenzi akati, “Ko muchaparadza vakarurama pamwechete navakaipa here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Abhurahamu wakaswedera, akati, “Muchaparadza vakarurama pamwechete navakaipa here?
Shona 2009?
Zvino Abhurahamu wakaswedera, akati, "Mu­chaparadza vakarurama pamwechete na­vakaipa here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Abhurahamu wakaswedera, akati, “Muchaparadza vakarurama pamwechete navakaipa here?