Genesis 18:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehova akati: Kana ndikawana muSodoma ʋakarurama ʋanamakumi mashanu mukati meguta, ndicanzwira nɀimbo yose tsitsi nokuɗa kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati, “Kana ndikawana vanhu vakarurama makumi mashanu vari muguta reSodhomu, ndichaponesa nzvimbo yose nokuda kwavo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati, “Kana ndikawana muSodhomu muine vanhu vakarurama vanokwana makumi mashanu ndichanzwira tsitsi guta rose pamusana pavakarurama ivavo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehovha akati, “Kana ndikawana muSodhomu vakarurama vana makumi mashanu mukati meguta, ndichanzwira nzvimbo yose tsitsi nokuda kwavo.”
Shona 2009?
Ipapo Jehovha akati, "Kana ndika­wana muSodhomu vakarurama vana ma­kumi mashanu mukati meguta, ndicha­nzwira nzvimbo yose tsitsi nokuda kwavo. "
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehovha akati, “Kana ndikawana muSodhomu vakarurama vana makumi mashanu mukati meguta, ndichanzwira nzvimbo yose tsitsi nokuda kwavo.”