Genesis 18:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrahama akapindura, akati: Tarirai ɀino, ndatsuŋga kutaura naJehova, ini guruʋa neɗota haŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Abhurahama akataurazve akati, “Zvino zvandatanga kudai kuti nditaure kuna Ishe, kunyange hazvo ndisiri chinhu asi guruva namadota,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akati, “Kunyange zvangu ndiri guruva nedota, ndatsunga kutaura kwamuri Tenzi wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhurahamu akapindura akati, “Tarirai zvino, ndatsunga kutaura naJehovha, ini guruva nedota hangu;
Shona 2009?
Abhurahamu akapindura akati, "Tarirai zvino, ndatsunga kutaura naJeho­vha, ini guruva nedota hangu;
Shona SUB 2002 Bible
Abhurahamu akapindura akati, “Tarirai zvino, ndatsunga kutaura naJehovha, ini guruva nedota hangu;