Genesis 18:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akataura ɀe naye, akati: Ɀimŋe kucawanikwa’mo makumi manna. Akati: Handiŋgaɀiiti nokuɗa kwamakumi manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakarezve akataura kwaari akati, “Ko, kana kukawanikwa makumi mana chete?” Iye akati, “Nokuda kwamakumi mana iwayo, handingaiti izvozvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akataurazve achiti, “Zvimwe muchawanikwa muine makumi mana.” Mwari akati, “Handingazviite nokuda kwamakumi mana iwayo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akataurazve naye akati, “Zvimwe kuchawanikwamo makumi mana.” Akati, “Handingazviiti nokuda kwamakumi mana.”
Shona 2009?
Akataurazve naye akati, "Zvimwe kuchawanikwamo makumi mana." Akati, "Handingazviiti nokuda kwamakumi mana."
Shona SUB 2002 Bible
Akataurazve naye akati, “Zvimwe kuchawanikwamo makumi mana.” Akati, “Handingazviiti nokuda kwamakumi mana.”