Genesis 18:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Ishe waŋgu, kana ndawana nyasha kwamuri, musapfuʋura henyu pamuranda wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Kana ndawana nyasha pamberi penyu, ishe wangu, musapfuura henyu muranda wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Changamire wangu, kana zvichikufadzai musanyenyeredze zvenyu musha womuranda wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Ishe wangu, kana ndawana nyasha kwamuri, musapfuura henyu pamuranda wenyu.
Shona 2009?
akati, "Ishe wangu, kana ndawana nyasha kwamuri, musapfuura henyu pamuranda wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
akati, “Ishe wangu, kana ndawana nyasha kwamuri, musapfuura henyu pamuranda wenyu.