Genesis 18:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Jehova ŋgaarege hake kunditsamŋira, kana ndikataura ɀe: Ɀimŋe ʋanamakumi matatu ʋacawanikwa’mo. Akati: Handiŋgaɀiiti, kana ndikawana makumi matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati, “Ishe ngaarege kunditsamwira, asi regai nditaure hangu. Ko, kana makumi matatu chete vakawanikwamo?” Iye akapindura akati, “Handingaiti izvozvo kana ndikawana makumi matatu chete.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akati, “Tenzi wangu, regai zvenyu kunditsamwira kana ndikataurazve. Zvimwe muchawanikwa muine makumi matatu?” Mwari akati, “Handingazviite kana ndikawana muine makumi matatu iwayo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Jehovha ngaarege hake kunditsamwira, kana ndikataurazve. Zvimwe vana makumi matatu vachawanikwamo.” Akati, “Handingazviiti, kana ndikawana makumi matatu.”
Shona 2009?
Akati, "Jehovha ngaarege hake kunditsamwira, kana ndikataurazve. Zvimwe vana makumi matatu vachawanikwamo." Akati, "Handingazviiti, kana ndikawana makumi matatu."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Jehovha ngaarege hake kunditsamwira, kana ndikataurazve. Zvimwe vana makumi matatu vachawanikwamo.” Akati, “Handingazviiti, kana ndikawana makumi matatu.”