Genesis 18:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Tarirai, ndatsuŋga kutaura naJehova; ɀimŋe ʋanamakumi maʋiri ʋacawanikwa’mo. Akati: Handiŋgariparadzi nokuɗa kwamakumi maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhurahama akati, “Zvino zvandatsunga hangu kudai kuti nditaure kuna Ishe, ko, kana makumi maviri akawanikwamo?” Iye akati, “Nokuda kwamakumi maviri iwayo, handingariparadzi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akati, “Tenzi wangu, ndava kungoramba ndichikunyaudzai. Zvimwe muchawanikwa muine makumi maviri avakarurama.” Mwari akati, “Handingariparadze nokuda kwamakumi maviri iwayo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Tarirai, ndatsunga kutaura naJehovha, zvimwe vana makumi maviri vachawanikwamo.” Akati, “Handingariparadzi nokuda kwamakumi maviri.”
Shona 2009?
Akati, "Tarirai, ndatsunga kutaura naJehovha, zvimwe vana makumi maviri vachawanikwamo." Akati, "Handingariparadzi nokuda kwamakumi maviri."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Tarirai, ndatsunga kutaura naJehovha, zvimwe vana makumi maviri vachawanikwamo.” Akati, “Handingariparadzi nokuda kwamakumi maviri.”