Genesis 18:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ini nditore cimeɗu ceciŋgwa, musimbise mŋoyo yenyu; mugozopfuʋura henyu, nokuti ndiɀo ɀamaʋuyira kumuranda wenyu. Iʋo ʋakati: Ita hako seɀawataura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Regai ndikutorerei zvokudya kuti mudye, kuitira kuti musimbiswe ipapo mugoenderera henyu mberi norwendo rwenyu, sezvo zvino masvika pamuranda wenyu.” Vakapindura vakati, “Zvakanaka, ita hako sezvawareva.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ini ndichikutorerai chingwa kuti mudye mudzore mwoyo mozoti mosimudzira zvenyu rwendo rwenyu nokuti ndokusaka wani mauya nokuno kune muranda wenyu.” Ivo vakati, “Ita zvako sezvawataura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ini nditore chimedu chechingwa, musimbise mwoyo yenyu; mugozopfuura henyu, nokuti ndizvo zvamauyira kumuranda wenyu.” Ivo vakati, “Ita hako sezvawataura.”
Shona 2009?
ini nditore chi­medu chechingwa, musimbise moyo yenyu; mugozopfuura henyu, nokuti ndi­zvo zvamauyira kumuranda wenyu. Ivo vakati; 'ita hako sezvawataura'
Shona SUB 2002 Bible
ini nditore chimedu chechingwa, musimbise mwoyo yenyu; mugozopfuura henyu, nokuti ndizvo zvamauyira kumuranda wenyu.” Ivo vakati, “Ita hako sezvawataura.”