Genesis 18:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakati kwaari: Sara, mukadzi wako, uripiko Iye akati: Tarirai, uri mutente.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakamubvunza vakati, “Mukadzi wako Sara aripiko?” Iye akati, “Ari mutende umo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vaya vakazoti, “Ko Sara mudzimai wako ari kupiko?” Abhurahamu akati, “Ari mutendhe umu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakati kwaari, “Sara, mukadzi wako, ari kupiko?” Iye akati, “Tarirai, ari mutende.”
Shona 2009?
Ivo vakati kwaari, "Sara, mukadzi wako, ari kupiko?" Iye akati, "Tarirai, ari mutende."
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakati kwaari, “Sara, mukadzi wako, ari kupiko?” Iye akati, “Tarirai, ari mutende.”