Genesis 19:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋatumŋa ʋaʋiri ʋakaȿika Sodoma maɗekwana; Roti wakaŋga agere pasuʋo reSodoma; Roti akaʋaʋona, akasimuka, akaenda kundosoŋgana naʋo, akakotamira pasi neciso cake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vatumwa vaviri vakasvika muSodhomu madekwana, uye Roti akanga agere pasuo reguta. Akati achivaona, akasimuka kuti andosangana navo uye akakotamisa uso hwake pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatumwa vaMwari vaviri ava vakasvika kuSodhomu ava manheru. Roti akanga agere pasuo guru reSodhomu. Roti avaona akasimuka akandochingurana navo akavagwadamira pasi akatyora uso
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vatumwa vaviri vakasvika Sodhomu madekwana; Roti akanga agere pasuo reSodhomu; Roti akavaona, akasimuka, akaenda kundosangana navo, akakotamira pasi nechiso chake;
Shona 2009?
Vatumwa vaviri vakasvika Sodhomu madekwana; Roti akanga agere pasuo reSodhomu; Roti akavaona, akasimuka, akaenda kundosangana navo, akakotamira pasi nechiso chake;
Shona SUB 2002 Bible
Vatumwa vaviri vakasvika Sodhomu madekwana; Roti akanga agere pasuwo reSodhomu; Roti akavaona, akasimuka, akaenda kundosangana navo, akakotamira pasi nechiso chake;