Genesis 19:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋarume ʋakatambanudza maʋoko aʋo, ʋakakweʋera Roti mumba maʋakaŋga ʋari, ʋakapfiga gonhi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi varume vaiva mukati vakatambanudza maoko avo vakakwevera Roti mumba uye vakapfiga mukova.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi varume vaviri vaya vakatambanudza maoko avo, vakakwevera Roti mumba mavakanga vari, vakapfiga musuo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi varume vakatambanudza maoko avo, vakakwevera Roti mumba mavakanga vari, vakapfiga gonhi.
Shona 2009?
Asi varume vakatambanudza maoko avo, vakakwevera Roti mumba mavakanga vari, vakapfiga gonhi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi varume vakatambanudza maoko avo, vakakwevera Roti mumba mavakanga vari, vakapfiga gonhi.