Genesis 19:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ʋakati kunaRoti: Unaʋamŋe pano here — Kana mukuwasha, kana ʋanakomana ʋako, kana ʋanasikana ʋako, naʋose ʋaunaʋo muguta; uʋaɓuɗise muno.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume vaviri vakati kuna Roti, “Una vamwe vanhu pano here, vakuwasha, vanakomana kana vanasikana, kana mumwe wako zvake ari muguta? Vabudise muno,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vaviri vaya vakabvunza Roti vachiti, “Une vamwe vokwako muguta rino here, vakaita savakuwasha, kana kuti vana vakomana kana vasikana, kana vamwewo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume vakati kuna Roti, “Une vamwe pano here? Kana mukuwasha, kana vanakomana vako, kana vanasikana vako, navose vaunavo muguta; uvabudise muno.
Shona 2009?
Va­rume vakati kuna Roti, "Une vamwe pano here? Kana mukuwasha, kana vana­komana vako, kana vanasikana vako, navose vaunavo muguta; uvabudise muno.
Shona SUB 2002 Bible
Varume vakati kuna Roti, “Une vamwe pano here? Kana mukuwasha, kana vanakomana vako, kana vanasikana vako, navose vaunavo muguta; uvabudise muno.