Genesis 19:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Roti akati kwaʋari: Kwete, ishe waŋgu, regai kuɗaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Roti akati kwavari, “Kwete, madzibaba angu, ndapota!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Roti akati, “Kweteka, madzishe angu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Roti akati kwavari, “Kwete, ishe wangu, regai kudaro.
Shona 2009?
Roti akati kwavari, "Kwete, ishe wangu, regai kudaro.
Shona SUB 2002 Bible
Roti akati kwavari, “Kwete, ishe wangu, regai kudaro.